2 Madzimambo 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sharimaneseri mambo weAsiria akauya kuzorwisa Hoshea, iye akava muranda wake akaripa mutero kwaari.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:1-13