2 Madzimambo 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akarova mambo namaperembudzi kusvikira pazuva raakafa, uye aigara mumba yake oga. Jotamu mwanakomana wamambo ndiye akanga ari mutariri womuzinda uye aitonga vanhu venyika iyoyo.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:1-10