2 Madzimambo 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, matunhu akakwirira haana kubviswa; vanhu vakaramba vachibayira zvibayiro nokupisa zvinonhuwira ikoko.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:1-11