2 Madzimambo 15:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Hoshea mwanakomana waEra akamukira Peka mwanakomana waRemario. Akamurwisa akamuuraya ndokubva amutorera umambo mugore ramakumi maviri raJotamu mwanakomana waUzia.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:25-38