2 Madzimambo 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munguva yaPeka mambo weIsraeri, TigiratiPireseri mambo weAsiria akauya akatora Goni, neAbheri Bheti Maaka, neJanoa, neKedheshi neHazori. Akatora Gireadhi neGarirea pamwe chete nenyika dzose dzeNafutari uye akatakura vanhu akaenda navo kuAsiria senhapwa.

2 Madzimambo 15

2 Madzimambo 15:27-35