2 Madzimambo 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi haana kuuraya vanakomana vavaurayi, sezvazvakanyorwa mubhuku romurayiro waMozisi sezvakarayira Jehovha paakati, “Madzibaba haazourayiwi nokuda kwavana vavo, uye vana havaurayiwi nokuda kwamadzibaba avo mumwe nomumwe anofanira kufira zvivi zvake.”

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:1-10