2 Madzimambo 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha akanga aona kuti vanhu vose muIsraeri vaitambudzika zvakanyanya sei, vose nhapwa navakasununguka; pakanga pasina angabatsira.

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:21-29