2 Madzimambo 14:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiye akadzikazve miganhu yeIsraeri kubva paRebho Hamati kusvika kuGungwa reArabha, sezvakarehwa neshoko raJehovha, Mwari waIsraeri, rakataurwa kubudikidza nomuranda wake Jona mwanakomana waAmutai, muprofita wokuGati Hefa.

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:21-29