2 Madzimambo 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi maviri namatatu raJoashi mwanakomana waAhazia mambo weJudha, Jehoahazi mwanakomana waJehu akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore gumi namanomwe.

2 Madzimambo 13

2 Madzimambo 13:1-9