2 Madzimambo 12:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vabati vakamuuraya vakanga vari vanaJozabhadhi mwanakomana waShimeati naJehozabhadhi mwanakomana waShomeri. Iye akafa akavigwa namadzibaba ake muGuta raDhavhidhi. Uye Amazia mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 12

2 Madzimambo 12:16-21