2 Madzimambo 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavarayira akati, “Izvi ndizvo zvamunofanira kuita: Imi muri mumapoka matatu ari kuenda pabasa nomusi weSabata, chetatu chenyu chinofanira kurinda muzinda wamambo,

2 Madzimambo 11

2 Madzimambo 11:2-6