2 Madzimambo 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore rechinomwe Jehoyadha akatuma vatungamiri vezvikwata zvezana, navarindi akaita kuti vauyiswe kwaari kutemberi yaJehovha. Akaita sungano navo akavaitisa mhiko mutemberi yaJehovha. Ipapo akavaratidza mwanakomana wamambo.

2 Madzimambo 11

2 Madzimambo 11:1-10