2 Madzimambo 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ataria mai vaAhazia vakati vaona kuti mwanakomana wavo akanga afa, vakapfuurira mberi nokuparadza veimba youmambo vose.

2 Madzimambo 11

2 Madzimambo 11:1-3