2 Madzimambo 10:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu akazorora namadzibaba ake uye akavigwa muSamaria. Jehoahazi mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:27-36