1 Vatesaronika 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo, isu vachiri vapenyu uye vakasara, tichatorwa pamwe chete navo mumakore kuti tisangane naShe mudenga. Nokudaro tichava naShe nokusingaperi.

1 Vatesaronika 4

1 Vatesaronika 4:9-18