1 Vatesaronika 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Ishe pachake achaburuka achibva kudenga, nokurayira kukuru, nenzwi romutumwa mukuru uye nokurira kwehwamanda yaMwari, uye vakafa muna Kristu vachatanga kumuka.

1 Vatesaronika 4

1 Vatesaronika 4:8-18