1 Vatesaronika 4:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pakupedzisira, hama, takakurayirai kuti munofanira kurarama sei kuitira kuti mugofadza Mwari, sezvamuri kurarama. Zvino tinokukumbirai uye tinokukurudzirai muna She Jesu kuti murambe muchiita izvi uye muchiwedzera.

2. Nokuti munoziva zvatakakurayirai nesimba raIshe Jesu.

3. Kuda kwaMwari kuti muitwe vatsvene:

4. kuti murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu adzidze kudzora muviri wake nenzira tsvene uye inokudzwa,

1 Vatesaronika 4