1 Vatesaronika 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira, hama, takakurayirai kuti munofanira kurarama sei kuitira kuti mugofadza Mwari, sezvamuri kurarama. Zvino tinokukumbirai uye tinokukurudzirai muna She Jesu kuti murambe muchiita izvi uye muchiwedzera.

1 Vatesaronika 4

1 Vatesaronika 4:1-4