1 Vatesaronika 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaizvozvo, pandakanga ndisisagoni kutsunga, ndakatuma shoko kuti ndizive nezvokutenda kwenyu. Ndakatya kuti zvimwe muedzi angadaro akakuedzai uye kubata kwedu kwakava pasina.

1 Vatesaronika 3

1 Vatesaronika 3:2-7