1 Vatesaronika 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyanya pataiva nemi, takaramba tichikuudzai kuti tichatambudzwa. Uye zvakabva zvaita saizvozvo, sezvamunoziva kwazvo.

1 Vatesaronika 3

1 Vatesaronika 3:1-8