1 Vatesaronika 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo munorangarira, hama, kutambudzika kwedu nokuomerwa kwedu; takashanda usiku namasikati kuti tirege kuremedza munhu upi zvake patakanga tichiparidza vhangeri raMwari kwamuri.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:8-16