1 Vatesaronika 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Taikudai zvikuru zvokuti takafara kuti tigoverane nemi, kwete vhangeri raMwari bedzi, asi noupenyu hweduwo, nokuti makanga madikanwa nesu kwazvo.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:4-12