1 Vatesaronika 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti imi, hama, makava vateveri vekereke dzaMwari dziri muJudhea, dziri muna Kristu Jesu: Makatambudzwa navanhu vomunyika menyu saizvozvo kereke idzodzo dzakatambudzwa zvimwe chete navaJudha,

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:4-17