1 Vatesaronika 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nesuwo tinotenda Mwari nguva dzose, nokuti pamakagamuchira shoko raMwari, ramakanzwa kwatiri, makarigamuchira, kwete seshoko ravanhu, asi sezvariri, iro shoko raMwari, riri kubata mamuri imi vanotenda.

1 Vatesaronika 2

1 Vatesaronika 2:11-18