1 Vakorinde 9:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuna vasina murayiro, ndakava somunhu asina murayiro (kunyange zvangu ndisina kusununguka kubva pamurayiro waMwari, ndiri pasi pomurayiro waKristu), kuti ndiwane vaya vasina murayiro.

1 Vakorinde 9

1 Vakorinde 9:16-23