1 Vakorinde 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

KuvaJudha ndakava somuJudha, kuti ndiwane vaJudha. Kuna vari pasi pomurayiro ndakava somunhu ari pasi pomurayiro (kunyange ini ndisiri pasi pomurayiro), kuti ndiwane vari pasi pomurayiro.

1 Vakorinde 9

1 Vakorinde 9:11-26