1 Vakorinde 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kunyange dai varipo vanonzi vamwari, kungava kudenga kana panyika (sezvavaripo zvirokwazvo “vamwari” vazhinji uye na“madzishe” mazhinji),

1 Vakorinde 8

1 Vakorinde 8:1-6