1 Vakorinde 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka naizvozvo, pamusoro pokudya zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo: Tinoziva kuti chifananidzo hachizi chinhu zvachose panyika uye kuti hakuna Mwari, asi iye mumwe chete.

1 Vakorinde 8

1 Vakorinde 8:1-13