1 Vakorinde 7:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye zvaanoda zvakapatsanurwa. Mukadzi asina kuwanikwa kana mhandara anofunga nezvaShe: Chinangwa ndechokuzvipira kuna She panyama napamweya. Asi mukadzi akawanikwa anofunga zvenyika ino kuti angafadza murume wake sei.

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:30-40