1 Vakorinde 7:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi murume akawana anofunga pamusoro pezvinhu zvenyika ino, kuti angafadza mukadzi wake sei,

1 Vakorinde 7

1 Vakorinde 7:24-40