1 Vakorinde 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatina kugamuchira mweya wenyika ino asi Mweya unobva kuna Mwari; kuti tinzwisise zvatakapiwa naMwari pachena.

1 Vakorinde 2

1 Vakorinde 2:10-16