1 Vakorinde 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndianiko pakati pavanhu anoziva ndangariro dzomunhu kunze kwomweya womunhu uri mukati make? Saizvozvowo hakuna munhu anoziva ndangariro dzaMwari kunze kwoMweya waMwari.

1 Vakorinde 2

1 Vakorinde 2:4-16