1 Vakorinde 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana uchirumbidza Mwari nomweya wako, ko, uyo agere pakati pavasingazivi achati, “Ameni” seiko, pakuvonga kwako, sezvo asinganzwisisi zvauri kutaura?

1 Vakorinde 14

1 Vakorinde 14:10-26