1 Vakorinde 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndichaiteiko? Ndichanyengetera nomweya wangu, ndichanyengeterawo nokufunga kwangu; ndichaimba nomweya wangu, asi ndichaimbawo nokufunga kwangu.

1 Vakorinde 14

1 Vakorinde 14:10-16