1 Timoti 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana dziri chirikadzi duku usadzinyora pamazita aya. Nokuti kana nyama yadzo yakunda kuzvipira kwadzo kuna Kristu, dzichazotsvaka kuwanikwa.

1 Timoti 5

1 Timoti 5:6-18