1 Timoti 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye ichinyatsozivikanwa pamabasa ayo akanaka, akafanana nokurera vana, nokubata vaeni zvakanaka, kushambidza tsoka dzavatsvene, kubatsira vaya vari mumatambudziko, uye yakazvipira kuita pamabasa ose akanaka.

1 Timoti 5

1 Timoti 5:1-11