1 Timoti 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya anotaura pachena kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka kubva pakutenda uye vagotevera mweya inonyengera nedzidziso dzamadhimoni.

1 Timoti 4

1 Timoti 4:1-7