1 Timoti 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pasina kana mubvunzo, chakavanzika choumwari chikuru kwazvo:Iye akaratidzwa panyama,akaruramiswa noMweya,akaonekwa navatumwa,panyika vakatenda kwaari,akakwidzwa mukubwinya.

1 Timoti 3

1 Timoti 3:7-16