1 Samueri 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda akamupindura zvakare achiti, “Tarirai, ndine chikamu chimwe chete muzvina cheshekeria resirivha. Ndichachipa kumunhu waMwari kuti agotiudza nzira yokuenda nayo.”

1 Samueri 9

1 Samueri 9:1-11