1 Samueri 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati kumuranda, “Kana tikaenda, murume uyu tingandomupei? Zvokudya zviri mumasaga edu zvapera. Hatina chipo chokundopa munhu waMwari. Chii chatinacho?”

1 Samueri 9

1 Samueri 9:1-17