1 Samueri 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pavakati, “Tipei mambo kuti atitungamirire,” izvi hazvina kufadza Samueri; saka akanyengetera kuna Jehovha.

1 Samueri 8

1 Samueri 8:1-12