1 Samueri 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati kwaari, “Makwegura, uye vana venyu havafambi munzira dzenyu; naizvozvo gadzai mambo kuti atitungamirire, sezvakaita mamwe marudzi ose.”

1 Samueri 8

1 Samueri 8:1-7