1 Samueri 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatumidza mukomana uyu kuti Ikabhodhi, achiti, “Kubwinya kwabva muIsraeri,” nokuda kwokutorwa kweareka yaMwari uye nokufa kwatezvara vake nomurume wake.

1 Samueri 4

1 Samueri 4:18-22