1 Samueri 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga ava kufa madzimai aimubatsira akati, “Usaora mwoyo wabatsirwa nomwana mukomana.” Asi haana kumbopindura kana kuzviteerera.

1 Samueri 4

1 Samueri 4:19-21