1 Samueri 30:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatungamirira Dhavhidhi ikoko, vakavawana vakapararira munzvimbo yose, vachidya, vachinwa uye vachifara nokuda kwokuwanda kwezvavakanga vapamba kubva munyika yavaFiristia nokuJudha.

1 Samueri 30

1 Samueri 30:12-20