1 Samueri 30:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akamubvunza akati, “Ungagona kunditungamirira here kuti ndiburuke ndiende kuvapambi ava.” Iye akapindura akati, “Ndipikirei pamberi paMwari kuti hamuzondiurayi kana kundiisa kuna tenzi wangu, ini ndigokutungamirirai kwavari.”

1 Samueri 30

1 Samueri 30:12-23