1 Samueri 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akadana zvakare achiti, “Samueri!” Uye Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Eri akati, “Mwanakomana wangu, handina kukudana; dzokera unorara.”

1 Samueri 3

1 Samueri 3:3-7