1 Samueri 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamhanya kuna Eri akasvikoti, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Eri akati, “Handina kukudana; dzokera unorara.” Saka akaenda akanorara.

1 Samueri 3

1 Samueri 3:1-7