1 Samueri 3:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Uye Israeri yose kubva kuDhani kusvika kuBheerishebha vakaziva kuti Samueri akanga asimbiswa somuprofita