1 Samueri 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Israeri yose kubva kuDhani kusvika kuBheerishebha vakaziva kuti Samueri akanga asimbiswa somuprofita waJehovha.

1 Samueri 3

1 Samueri 3:18-21